Nehemia 11:9 BDMCS

9 Joere mwanakomana waZikiri akanga ari mukuru wavo, uye Judha mwanakomana waHasenua, aiva pamusoro peDunhu reChipiri reguta.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 11

Maonero Nehemia 11:9 akapoteredza