Nehemia 12:23 BDMCS

23 Vakuru vedzimba pakati pezvizvarwa zvaRevhi kusvikira panguva yaJohanani mwanakomana waEriashibhi vakanyorwa mumabhuku enhoroondo.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 12

Maonero Nehemia 12:23 akapoteredza