Nehemia 12:27 BDMCS

27 Zvino pakukumikidzwa kworusvingo rweJerusarema, vaRevhi vakatsvakwa kwavaigara akauyiswa kuJerusarema kuzopemberera kukumikidzwa uku nomufaro nenziyo dzokuvonga uye nokuimba vachiridza makandira, mitengeranwa nembira.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 12

Maonero Nehemia 12:27 akapoteredza