Nehemia 12:43 BDMCS

43 Pazuva iro vakabayira zvibayiro zvikuru, vachifara nokuti Mwari akanga avapa mufaro mukuru. Vakadzi navana vakafarawo. Maungira omufaro waiva muJerusarema wakanzwika kure kwazvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 12

Maonero Nehemia 12:43 akapoteredza