Nehemia 2:10 BDMCS

10 Sanibharati muHoroni naTobhia muranda wavaAmoni pavakazvinzwa vakashatirwa kwazvo vachiti kwauya mumwe anoda kusimudzira magariro akanaka avaIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 2

Maonero Nehemia 2:10 akapoteredza