Nehemia 2:12 BDMCS

12 Ndakamuka usiku navarume vashoma shoma. Ndakanga ndisina kumboudza munhu zvakanga zvaiswa mumwoyo mangu naMwari wangu kuti ndiite muJerusarema. Pakanga pasina chimwe chipfuwo kunze kwechandakanga ndakatasva.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 2

Maonero Nehemia 2:12 akapoteredza