14 Marikija mwanakomana waRekabhu, mutongi wedunhu reBheti Hakeremu akagadzira Suo reMarara. Akarivaka patsva ndokuisa makonhi aro namabhaudi namazariro panzvimbo yazvo.
Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 3
Maonero Nehemia 3:14 akapoteredza