Nehemia 3:16 BDMCS

16 Akamutevera ndiNehemia mwanakomana waAzubhuki mutongi wehafu yedunhu raBheti Zuri, akagadzira kusvikira panzvimbo yakatarisana nemakuva aDhavhidhi kusvikira padziva nokuImba yeMhare.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 3

Maonero Nehemia 3:16 akapoteredza