Nehemia 3:25 BDMCS

25 uye Parari mwanakomana waUzia akashanda pakatarisana nepakona uye napashongwe inobuda ichibva kumuzinda wokumusoro pedyo noruvazhe rwavarindi. Aimutevera, Pedhaya mwanakomana waParoshi

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 3

Maonero Nehemia 3:25 akapoteredza