Nehemia 3:29 BDMCS

29 Aivatevera, aiva Zadhoki mwanakomana waImeri akagadzira pakatarisana neimba yake. Aimutevera ndiShemaya mwanakomana waShekania, murindi wokuSuo rokuMabvazuva, ane zvaakagadzira.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 3

Maonero Nehemia 3:29 akapoteredza