Nehemia 4:10 BDMCS

10 Zvichakadaro, vanhu vokwaJudha vakati, “Simba ravabati riri kupera, uye pachine mangwandangwanda akawanda zvokuti hatingakwanisi kuvakazve rusvingo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 4

Maonero Nehemia 4:10 akapoteredza