12 Ipapo vaJudha vakanga vagere pedyo navo vakauya vakatitaurira rune gumi vachiti, “Kupi nokupi kwamuchaenda, vachauya kuzotirwisa.”
Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 4
Maonero Nehemia 4:12 akapoteredza