Nehemia 4:7 BDMCS

7 Asi Sanibharati, Tobhia, navaArabhia, navaAmoni navarume veAshidhodhi, vakati vanzwa kuti masvingo eJerusarema ari kugadzirwa, uye kuti makazaruka maivharwa, vakatsamwa kwazvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 4

Maonero Nehemia 4:7 akapoteredza