Nehemia 5:8 BDMCS

8 uye ndikati, “Napataigona napo takadzikinura hama dzedu dzechiJudha avo vakanga vatengeswa kuvahedheni. Zvino imi mava kutengesa hama dzenyu, kuti dzigotengeswazve kwatiri here?” Vakanyarara nokuti vakashayiwa chokutaura.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 5

Maonero Nehemia 5:8 akapoteredza