Nehemia 6:14 BDMCS

14 Haiwa Mwari wangu, rangarirai henyu Tobhia naSanibharati, nokuda kwezvavaita; rangariraiwo muprofitakadzi Noadhia uye noruzhinji rwavaprofita avo vanga vachiedza kundivhundutsa.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 6

Maonero Nehemia 6:14 akapoteredza