Nehemia 6:16 BDMCS

16 Vavengi vedu vose vakati vanzwa izvi, marudzi ose akatipoteredza akatya uye vakaora mwoyo, nokuti vakaona kuti basa iri rakanga raitwa norubatsiro rwaMwari wedu.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 6

Maonero Nehemia 6:16 akapoteredza