Nehemia 7:2 BDMCS

2 Ndakagadza Hanani hama yangu kuti ave mutariri weJerusarema naHanania kuti ave mukuru wepanhare, nokuti aiva munhu anokudzwa uye aitya Mwari kupinda zvingaitwa noruzhinji rwavanhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 7

Maonero Nehemia 7:2 akapoteredza