Nehemia 7:5 BDMCS

5 Saka Mwari akaisa mumwoyo mangu kuti ndiunganidze vakuru navabati uye navamwe vanhu vose kuti vanyoreswe nemhuri dzavo. Ndakawana zvinyorwa zvemhuri dzaavo vakava vokutanga kudzokera. Izvi ndizvo zvandakawana zvakanyorwamo:

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 7

Maonero Nehemia 7:5 akapoteredza