Nehemia 9:19 BDMCS

19 “Nokuda kwengoni dzenyu huru hamuna kuvasiya mugwenga. Shongwe yegore haina kurega kuvatungamirira masikati panzira yavo, shongwe yomoto haina kurega kuvavhenekera usiku panzira yavaifanira kufamba nayo.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 9

Maonero Nehemia 9:19 akapoteredza