Nehemia 9:30 BDMCS

30 Makava nomwoyo murefu navo kwamakore mazhinji. Makavayambira noMweya wenyu kubudikidza navaprofita venyu. Kunyange zvakadaro havana kuita hanya, saka makavapa kuvanhu vavakavakidzana navo.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 9

Maonero Nehemia 9:30 akapoteredza