Nehemia 9:34 BDMCS

34 Madzimambo edu, vatungamiri vedu, vaprista vedu namadzibaba edu havana kutevera murayiro wenyu; havana kuita hanya nokurayira kwenyu kana yambiro dzamakavapa.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 9

Maonero Nehemia 9:34 akapoteredza