Obhadhia 1:19 BDMCS

19 Vanhu vanobva kuNegevhi vachagara mumakomo aEsau, uye vanhu vanobva munyasi mezvikomo vachatora nyika yavaFiristia kuti ive yavo. Vachatora minda yaEfuremu pamwe chete neSamaria, kuti zvive zvavo, uye Benjamini achatora Gireadhi kuti ive yake.

Verenga chitsauko zvakakwana Obhadhia 1

Maonero Obhadhia 1:19 akapoteredza