3 “ ‘Kana chipiriso chake chiri chinopiswa chinobva mudanga remombe, ngaape chikono chisina kuremara. Ngaachibayire pamusuo weTende Rokusangana kuti chigamuchirwe pamberi paJehovha.
Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 1
Maonero Revhitiko 1:3 akapoteredza