Revhitiko 10:9 BDMCS

9 “Iwe navanakomana vako hamufaniri kunwa waini kana zvimwe zvinwiwa zvakaviriswa pose pose pamunopinda muTende Rokusangana nokuti mungafa. Uyu mutemo usingaperi kusvikira kumarudzi anotevera.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 10

Maonero Revhitiko 10:9 akapoteredza