Revhitiko 11:28 BDMCS

28 Ani naani achanhonga zvitunha zvadzo anofanira kusuka nguo dzake uye achava akasviba kusvikira manheru. Hadzina kuchena kwamuri.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 11

Maonero Revhitiko 11:28 akapoteredza