Revhitiko 11:32 BDMCS

32 Kana chimwe chazvo chikafa, chikawira pamusoro pechimwe chinhu, chinhu ichocho hazvinei kuti chinoshandiswei, chinova chisina kuchena kunyange chakagadzirwa nomuti, mucheka, dehwe, kana saga. Chiisei mumvura; chichava chisina kuchena kusvikira manheru; chigozochena.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 11

Maonero Revhitiko 11:32 akapoteredza