Revhitiko 11:4 BDMCS

4 “ ‘Asi kune dzimwe dzinongozeya kudya chete, kana kuti dzimwe dzine mahwanda akaparadzana chete, idzi hamufaniri kudzidya. Ngamera, kunyange ichizeya zvokudya, haina mahwanda akapatsanuka; haina kuchena kwamuri.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 11

Maonero Revhitiko 11:4 akapoteredza