Revhitiko 13:11 BDMCS

11 chirwere cheganda chava nenguva uye muprista achazivisa kuti haana kuchena. Haafaniri kumugarisa ari oga, nokuti atogara asina kuchena.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 13

Maonero Revhitiko 13:11 akapoteredza