Revhitiko 13:26 BDMCS

26 Asi kana muprista akachiongorora, pasina bvudzi jena pagwapa uye kana zvisina kudzika kudarika ganda uye zvaserera, ipapo muprista anofanira kumugarisa oga kwamazuva manomwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 13

Maonero Revhitiko 13:26 akapoteredza