Revhitiko 13:30 BDMCS

30 muprista anofanira kumuongorora chironda, uye kana chichiratidza kudzika kudarika ganda, uye bvudzi riri machiri riri renhundurwa uye riri dete, muprista achazivisa kuti munhu iyeye haana kuchena, kuswinya, chirwere chinotapukira chomusoro kana chechirebvu.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 13

Maonero Revhitiko 13:30 akapoteredza