Revhitiko 13:36 BDMCS

36 muprista anofanira kumuongorora, uye kana kuvava kwapararira neganda, muprista haafaniri kutsvaga bvudzi renhundurwa, nokuti munhu iyeye haana kuchena.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 13

Maonero Revhitiko 13:36 akapoteredza