Revhitiko 13:46 BDMCS

46 Kana aramba ane chirwere ichocho anongoramba asina kuchena. Anofanira kugara oga; anofanira kugara kunze kwomusasa.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 13

Maonero Revhitiko 13:46 akapoteredza