Revhitiko 13:59 BDMCS

59 Iyi ndiyo mirayiro inoenderana nokuzadzwa namaperembudzi kwechipfeko chewuru kana chomucheka, mucheka wakarukwa kana chinhu chose chedehwe kuti zvigoziviswa kuti zvakachena kana kuti hazvina kuchena.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 13

Maonero Revhitiko 13:59 akapoteredza