Revhitiko 13:8 BDMCS

8 Muprista anofanira kumuongorora, uye kana tumapundu twapararira neganda, achazivisa kuti haana kuchena; chirwere chinotapukira.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 13

Maonero Revhitiko 13:8 akapoteredza