Revhitiko 14:10 BDMCS

10 “Pazuva rorusere anofanira kuuya namakwayana maviri amakondohwe nesheshe imwe chete, dzose dzine gore dzisina kuremara, pamwe chete nezvikamu zvitatu kubva mugumi zveefaa zvoupfu hwakatsetseka hwakasanganiswa namafuta sechipiriso chezviyo nerogib imwe chete yamafuta.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 14

Maonero Revhitiko 14:10 akapoteredza