Revhitiko 14:12 BDMCS

12 “Ipapo muprista anofanira kutora gwayana rimwe chete gono agoripa sechipiriso chemhosva pamwe chete nerogi ramafuta; achazvininira pamberi paJehovha sechipiriso chokuninira.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 14

Maonero Revhitiko 14:12 akapoteredza