Revhitiko 14:14 BDMCS

14 Muprista anofanira kutora rimwe ropa rechipiriso chemhosva agoriisa pamucheto wenzeve yokurudyi yomunhu anocheneswa, pamunwe wake mukuru wokuruoko rwokurudyi uye napachigunwe chikuru chetsoka yake yokurudyi.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 14

Maonero Revhitiko 14:14 akapoteredza