Revhitiko 14:8 BDMCS

8 “Munhu anofanira kucheneswa anofanira kusuka nguo dzake agoveura bvudzi rake rose agoshamba nemvura, ipapo achava akacheneswa. Mushure maizvozvi anogona kuuya mumusasa asi anofanira kugara kunze kwetende rake kwamazuva manomwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 14

Maonero Revhitiko 14:8 akapoteredza