16 “ ‘Kana mbeu yomurume upi noupi ikabuda kwaari, anofanira kushamba muviri wake wose nemvura, uye achava asina kuchena kusvikira manheru.
Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 15
Maonero Revhitiko 15:16 akapoteredza