Revhitiko 15:19 BDMCS

19 “ ‘Kana mukadzi ari kumwedzi, kusachena kwokuenda kumwedzi kwake kuchapera mushure mamazuva manomwe, uye ani naani achamubata achava asina kuchena kusvikira manheru.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 15

Maonero Revhitiko 15:19 akapoteredza