Revhitiko 15:26 BDMCS

26 Mubhedha upi zvawo waachavata pauri panguva yaanenge achiri kubuda ropa, uchava usina kuchena somubhedha wapakuva kwake kumwedzi, chose chaachagara chichava chisina kuchena sapanguva yokuva kwake kumwedzi.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 15

Maonero Revhitiko 15:26 akapoteredza