10 Asi mbudzi inosarudzwa nomujenya sembudzi yokutakudzwa ichauyiswa iri mhenyu pamberi paJehovha igoshandiswa pakuyananisira, icharegedzwa ichienda kurenje sembudzi yokutakudzwa.
Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 16
Maonero Revhitiko 16:10 akapoteredza