12 Anofanira kutora hadyana yakazara namazimbe ari kubvira kubva paaritari pamberi paJehovha nezvanza zviviri zvezvinonhuwira zvakatsetseka agoenda nazvo seri kwechidzitiro.
Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 16
Maonero Revhitiko 16:12 akapoteredza