Revhitiko 16:17 BDMCS

17 Hapana munhu anofanira kunge ari muTende Rokusangana panguva inopindwamo naAroni kunoyananisira muNzvimbo Tsvene-tsvene kusvikira abuda, azviyananisira iye nemhuri yake uye neungano yose yavaIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 16

Maonero Revhitiko 16:17 akapoteredza