Revhitiko 17:5 BDMCS

5 Izvi zvinoitirwa kuti vaIsraeri vauye nezvibayiro zvavo zvavanobayira kusango, kuna Jehovha. Vanofanira kuuya nazvo kumuprista, ndiko kuti, kuna Jehovha, pamusuo wokupinda muTende Rokusangana vagozvibayira sezvipiriso zvokuwadzana.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 17

Maonero Revhitiko 17:5 akapoteredza