Revhitiko 19:32 BDMCS

32 “ ‘Unofanira kusimukira vachena bvudzi, ratidza rukudzo kuna vakuru uye utye Mwari wako. Ndini Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 19

Maonero Revhitiko 19:32 akapoteredza