34 Mutorwa anogara nemi anofanira kubatwa sechizvarwa chenyu. Mudei sokuda kwamunozviita imi nokuti maiva vatorwa muIjipiti. Ndini Jehovha Mwari wenyu.
Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 19
Maonero Revhitiko 19:34 akapoteredza