Revhitiko 19:8 BDMCS

8 Ani naani anozvidya achapiwa mhosva nokuti asvibisa chitsvene kuna Mwari; munhu iyeye anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 19

Maonero Revhitiko 19:8 akapoteredza