Revhitiko 20:18 BDMCS

18 “ ‘Kana murume akavata nomukadzi panguva yokuva kwake kumwedzi akasangana naye, afumura chaipo panobva kuyerera kwake, mukadziwo azvifumura. Vose vari vaviri vanofanira kubviswa pavanhu vokwavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 20

Maonero Revhitiko 20:18 akapoteredza