26 Munofanira kuva vatsvene kwandiri nokuti ini Jehovha ndiri mutsvene. Ndakakutsaurai kubva kumarudzi kuti muve vangu ndoga.
Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 20
Maonero Revhitiko 20:26 akapoteredza